Lrc Winky_D_-_Ijipita_(Njema_Album)
Winky_D_-_Ijipita_(Njema_Album) LRC Lyrics - Donwload, Copy or Adapt easily to your Music
LRC contents are synchronized by Megalobiz Users via our LRC Generator and controlled by Megalobiz Staff. You may find multiple LRC for the same music and some LRC may not be formatted properly.
2 years ago
by
Guest
LRC API - Developers can now access to our API from RapidApi:
https://rapidapi.com/keiteldog-ieuRVL_c3Lu/api/megalobiz-lrc
[length:03:25.06]
[re:www.megalobiz.com/lrc/maker]
[ve:v1.2.3]
[00:06.83]Login
[00:07.39]Ijipita
[00:07.66]Winky D
[00:08.45]Lyrics
[00:08.98]About
[00:09.51]Tracklist
[00:09.78]Comments
[00:10.31]1
[00:13.24]5.3K
[00:13.76]2
[00:15.09]Ijipita Lyrics
[00:15.62]Gafa Gafa
[00:15.89]Gafa zvekare
[00:16.42]Jusa
[00:18.81]Pandinomuka mangwanani
[00:19.08]Ndinozvitarisa pagirazi
[00:19.34]Hakuna ini arinani
[00:20.14]Mangwana ngaasiyane nanhasi
[00:22.26]Kutsvaga manake
[00:24.12]Kuti mhuri irarame
[00:26.52]Aiwa harisi dambe
[00:28.91]Ndatemba tsoka rega ndifambe
[00:31.83]Bvisai rima pamberi pangu
[00:34.22]Isai chiedza ndifambe zvangu
[00:36.88]Hupenyu ndishande hwangu
[00:39.53]Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[00:42.45]Ijipita Ijipita
[00:44.84]Ijipita Ijipita
[00:47.50]Bye bye ndakukanda nhanho
[00:50.15]Canaan tapinda tapinda
[00:52.54]Ijipita Ijipita
[00:55.21]Ijipita Ijipita
[00:57.86]Bye bye ndakukanda nhanho
[01:00.51]Canaan tapinda tapinda
[01:02.90]Tavakusiya musha kufamba mamaira
[01:05.56]Vakomana kuchikaira
[01:07.69]Tabvunza zvirimberi hakuna adaira
[01:10.08]Totungamirwa nepasi ndipe nhekwe iya
[01:13.26]Zvinodzimba asi rega ndireve
[01:15.65]Ukasadikitira hauseve
[01:18.58]Tava kutsvaga zvakafa zvega
[01:20.97]Kuvhima kweasina uta nemuseve
[01:23.89]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[01:26.54]Ndoenda ndega kusina mhai
[01:29.21]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[01:31.33]Handina mufudzi ndingori hwai
[01:34.25]Bvisai rima pamberi pangu
[01:36.64]Isai chiedza ndifambe zvangu
[01:39.56]Hupenyu ndishande hwangu
[01:42.22]Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[01:44.87]Ijipita Ijipita
[01:47.55]Ijipita Ijipita
[01:50.20]Bye bye ndakukanda nhanho
[01:52.86]Canaan tapinda tapinda
[01:55.25]Ijipita Ijipita
[01:57.91]Ijipita Ijipita
[02:00.56]Bye bye ndakukanda nhanho
[02:03.22]Canaan tapinda tapinda
[02:06.16]Hupenyu makata
[02:08.56]Hausi mutserendende
[02:10.97]Ukaramba wakavata
[02:13.62]Ndiani achavhara vende
[02:16.01]Pane vane chimbomira mira
[02:18.41]Kumavave kwavanonwira nwirwa
[02:21.06]Panganai zano monoteya riva
[02:23.72]Ndafunga kuyambuka ini ndobira dziva
[02:26.11]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[02:29.03]Ndoenda ndega kusina mhai
[02:31.69]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[02:33.81]Handina mufudzi ndingori hwai
[02:37.01]Bvisai rima pamberi pangu
[02:39.44]Isai chiedza ndifambe zvangu
[02:42.36]Hupenyu ndishande hwangu
[02:44.75]Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[02:47.40]Ijipita Ijipita
[02:50.06]Ijipita Ijipita
[02:52.72]Bye bye ndakukanda nhanho
[02:55.11]Canaan tapinda tapinda
[02:57.76]Ijipita Ijipita
[03:00.42]Ijipita Ijipita
[03:03.09]Bye bye ndakukanda nhanho
[03:05.48]Canaan tapinda tapinda
[03:08.40]Ndapinda Canaan
[03:11.06]Kupinda ini ndapinda
[03:13.45]Ndapinda Canaan
[03:16.38]Aihwa ini ndapinda
[re:www.megalobiz.com/lrc/maker]
[ve:v1.2.3]
[00:06.83]Login
[00:07.39]Ijipita
[00:07.66]Winky D
[00:08.45]Lyrics
[00:08.98]About
[00:09.51]Tracklist
[00:09.78]Comments
[00:10.31]1
[00:13.24]5.3K
[00:13.76]2
[00:15.09]Ijipita Lyrics
[00:15.62]Gafa Gafa
[00:15.89]Gafa zvekare
[00:16.42]Jusa
[00:18.81]Pandinomuka mangwanani
[00:19.08]Ndinozvitarisa pagirazi
[00:19.34]Hakuna ini arinani
[00:20.14]Mangwana ngaasiyane nanhasi
[00:22.26]Kutsvaga manake
[00:24.12]Kuti mhuri irarame
[00:26.52]Aiwa harisi dambe
[00:28.91]Ndatemba tsoka rega ndifambe
[00:31.83]Bvisai rima pamberi pangu
[00:34.22]Isai chiedza ndifambe zvangu
[00:36.88]Hupenyu ndishande hwangu
[00:39.53]Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[00:42.45]Ijipita Ijipita
[00:44.84]Ijipita Ijipita
[00:47.50]Bye bye ndakukanda nhanho
[00:50.15]Canaan tapinda tapinda
[00:52.54]Ijipita Ijipita
[00:55.21]Ijipita Ijipita
[00:57.86]Bye bye ndakukanda nhanho
[01:00.51]Canaan tapinda tapinda
[01:02.90]Tavakusiya musha kufamba mamaira
[01:05.56]Vakomana kuchikaira
[01:07.69]Tabvunza zvirimberi hakuna adaira
[01:10.08]Totungamirwa nepasi ndipe nhekwe iya
[01:13.26]Zvinodzimba asi rega ndireve
[01:15.65]Ukasadikitira hauseve
[01:18.58]Tava kutsvaga zvakafa zvega
[01:20.97]Kuvhima kweasina uta nemuseve
[01:23.89]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[01:26.54]Ndoenda ndega kusina mhai
[01:29.21]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[01:31.33]Handina mufudzi ndingori hwai
[01:34.25]Bvisai rima pamberi pangu
[01:36.64]Isai chiedza ndifambe zvangu
[01:39.56]Hupenyu ndishande hwangu
[01:42.22]Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[01:44.87]Ijipita Ijipita
[01:47.55]Ijipita Ijipita
[01:50.20]Bye bye ndakukanda nhanho
[01:52.86]Canaan tapinda tapinda
[01:55.25]Ijipita Ijipita
[01:57.91]Ijipita Ijipita
[02:00.56]Bye bye ndakukanda nhanho
[02:03.22]Canaan tapinda tapinda
[02:06.16]Hupenyu makata
[02:08.56]Hausi mutserendende
[02:10.97]Ukaramba wakavata
[02:13.62]Ndiani achavhara vende
[02:16.01]Pane vane chimbomira mira
[02:18.41]Kumavave kwavanonwira nwirwa
[02:21.06]Panganai zano monoteya riva
[02:23.72]Ndafunga kuyambuka ini ndobira dziva
[02:26.11]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[02:29.03]Ndoenda ndega kusina mhai
[02:31.69]Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[02:33.81]Handina mufudzi ndingori hwai
[02:37.01]Bvisai rima pamberi pangu
[02:39.44]Isai chiedza ndifambe zvangu
[02:42.36]Hupenyu ndishande hwangu
[02:44.75]Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[02:47.40]Ijipita Ijipita
[02:50.06]Ijipita Ijipita
[02:52.72]Bye bye ndakukanda nhanho
[02:55.11]Canaan tapinda tapinda
[02:57.76]Ijipita Ijipita
[03:00.42]Ijipita Ijipita
[03:03.09]Bye bye ndakukanda nhanho
[03:05.48]Canaan tapinda tapinda
[03:08.40]Ndapinda Canaan
[03:11.06]Kupinda ini ndapinda
[03:13.45]Ndapinda Canaan
[03:16.38]Aihwa ini ndapinda
Like us on Facebook